Masaisai enyu epamhepo nemadandaro epa mhepo enyu akavharwa here, masaisai enyu anehunono kana chinono here pamunomashandisa, shandisa OONI Probe kuti uzive.

Iyi nzira ichakubatsirai kuona kana pane kuvharwa kwemasaisai, ichakubatsirai zvakare kuti muzivive nekuona kumhanya nekushanda kwemasaisai enyu uye kuti zvipinganiso zvekuvhara masaisai zvashandiswa ndezvipi

OONI Probe yakagadzirwa neveOpen Observatory of Network Interference (OONI), pasi pehurongwa (wepurokejiti inonzi TOR) inechinangwa chekuwongorora kuvharwa kwemasaisai pasirose.

Kubva gore ra2012, vanoshanda neOONI pasirose vawunganidza mamiriyoni ezviwongororo zvemasaisai kubva kunyika dzinodarika 200, vachibuditsa pachena kuvhiringidzwa kwemasaisai.

Wunganidza humbowo huzere hwekuvharwa kwemasaisai.
Unokwanisa kutarisa kuti mawebsite nezvekutumira mameseji kuti zvakavharwa here uye sei. Zvaunowana zvinozoshanda sehumbowo hwekuvharwa kwemasaisai.

Tarisa zvakaita kuti masaisai avharwe uye varikukutarisa usingazive.
OONI Probe tests are also designed to uncover the presence of systems (middleboxes) that could be responsible for censorship and surveillance.

Pimha kukasira kasira nemashandiro emasaisai .
Unokwanisa kupimha kukasira kasira nemashandiro emasaisai ako nekushandisa OONI's Network Disgnostic Test (NDT). Unokwanisa futi kupimha mashandiro ekuwona mavhidhiyo pamasaisai uchishandisa Dynamic Adaptive Streaming over HTTP (DASH) test.

Vhura dhata wakasununguka 
OONI publishes network measurement data because open data allows third parties to verify OONI findings, conduct independent studies, and answer other research questions. Openly publishing OONI data also helps increase transparency of internet censorship around the world. You can explore and download OONI data here: https://ooni.io/data/

sofutiweya yemahara
All OONI Probe tests (including our NDT and DASH implementations), are based on free and open source software. You can find OONI software projects on GitHub: https://github.com/ooni. Curious to learn how OONI Probe tests work? Learn more: https://ooni.io/nettest/

Kuti uwane zvisiviso kubva ku OONI- verse, vatevere paTwitter uchishanisa https://twitter.com/OpenObservatory
